Soultrob Soultrob
Home Videos Search Liked Videos Bookmarked Inbox Notifications Sign In
Get it on Google Play Log In
Soultrob
0:00
32:10
32:10

CHIPO PART 3 MWANA ANODA KUZIVA BABA VAKE

Comedy Entertainment
ADVERTISEMENT
Comments 100 bryanmyst97: Ko ivo vacho vamuri kuti pane vari kuvaona modii kuenda nav…
More Like This
I Forgot English 😨 1:38
I Forgot English 😨
Entertainment 56.9k 100
NEW eritrean show  ምስ ጢን (TINU SHOW)2026  ኣብ መንጎ ኣብርሃምን ቪቭያን እንታይ ተፈጢሩ 1:02:57
NEW eritrean show ምስ ጢን (TINU SHOW)2026 ኣብ መንጎ ኣብርሃምን ቪቭያን እንታይ ተፈጢሩ
Entertainment 6.4k 100
She Planted the Money... But Forgot One Little Witness! 🤯❤️#shorts 2:34
She Planted the Money... But Forgot One Little Witness! 🤯❤️#shorts
Entertainment 0 0
The Waitress chased the Real Owner💔 #emotionalstory 1:24
The Waitress chased the Real Owner💔 #emotionalstory
Entertainment 2.7k 33
Love the pajama details ❤️#pajamas #babeereshinee #halloween #funny #sahm 0:11
Love the pajama details ❤️#pajamas #babeereshinee #halloween #funny #sahm
Entertainment 5.9k 14
BAD GYAL REBEL | One Bad Decision Destroyed Her Family | Full Jamaican Movie 1:38:39
BAD GYAL REBEL | One Bad Decision Destroyed Her Family | Full Jamaican Movie
Entertainment 1.3k 0
Something Strange Hiding In Bed! 😳 0:45
Something Strange Hiding In Bed! 😳
Entertainment 123.1k 100
The SAVAGE Boss Left Them THIRSTY #shortsfeed #funny #story 1:22
The SAVAGE Boss Left Them THIRSTY #shortsfeed #funny #story
Entertainment 25.2k 57
You've reached the end

Comments 100

Sign in to join the conversation

Sign in
B
bryanmyst97 1 month, 2 weeks ago

Ko ivo vacho vamuri kuti pane vari kuvaona modii kuenda navo kwavari kuvaona kwacho

J
jonathan.hill 1 month, 2 weeks ago

It's akanaka for me 😅😅😅

M
meganmccarthy268 1 month, 2 weeks ago

That surname is Malawian from the south towards Mozambique border

E
erick_pimenta 1 month, 1 week ago

Mai ava vane chokwadi chavasungade kutaura zvavo

V
vasudha_khanna 1 month, 2 weeks ago

Thanks mukoma nekudzifambira, tinovimba zvinoita cht.Asi vana Mai tisashungurudza vana kusvika pakadai, mwana ngaazive baba/ dzinza rake hazvinei kuti makatadzirana zvinengei. Haasi ese marudzi ane vana vano rovera musango, moyo wamai Chipo wakaoma. Dai vakaudza mwana kuna baba vake zvese zvavari kusangana nazvo zvingadai zvisipo, uye dai vakazama kutsvaga baba ava kare vangadai vakawanikwa. Ngativei nemoyo wekubereka vana mai😢

danieladams607
danieladams607 1 month, 2 weeks ago

Thank you so much for helping people who desperate like Mai chipo,May God bless you.

J
josué_costela 1 month, 1 week ago

Mai chipo ndine question mark nemi

B
brenocosmos37 1 month, 1 week ago

Ko tete vakafa ava hvna kusiya mwana hr

S
stéphane.perrin 1 month, 2 weeks ago

Khumbule khaya well-done

A
aliciabloom16 1 month, 1 week ago

Pamwe hazvishamise Mai chipo vakamitiswa nehama

lakshmiatlas43
lakshmiatlas43 1 month, 1 week ago

Mai awooo anokwanisa akarara ne brother

utkarsh.kalita
utkarsh.kalita 1 month, 2 weeks ago

Doing a great job mukoma

gabinoirizarry390
gabinoirizarry390 1 month, 2 weeks ago

Well done well done good job bro.Haa musikana ari kudya gaka.Zvinenge zvichatomu batsirawo asi.

S
saanvi.sha 1 month, 1 week ago

Bba ava vanenge vane ruzivo pazviri gud information ❤it

victoria.solano
victoria.solano 1 month, 1 week ago

Keep pushing apa hatisi kuda vanhu wemweya please tich kach inopedza masports yega honai tave padhuze kusvika mudhara uyo anoziva baba chipo dj t1 kwave kumberi

M
michelle.ortega 1 month, 2 weeks ago

Ende chipo akazoona fty kuti avasivo baba vake kaaa vamurikutaura oOoOO 🙌🙌🙌 tichaonerera zvedu

J
jamesrune24 1 month, 1 week ago

Mai chipo dai vambomira nharo dzokuramba,kuda vainyeperwa

J
jilllewis330 1 month, 1 week ago

Pamberi nebhora uchasvika chete❤❤

dustin_olsen
dustin_olsen 1 month, 2 weeks ago

Thanks my brother for helping

micheal_santiago
micheal_santiago 1 month, 2 weeks ago

Ndivo here bowa Chipo

You've reached the end
  • Home
  • For You
  • Search
  • Sign In