Chenai Part 1 Mwana Anoda kuziva Dzinza Rake
ADVERTISEMENT
Comments 100
francisca_gonzález:
Arikuti mai ava vakuziva kuna Baba vemwana siya like
More Like This
39:14
MAMA KASEMA I Ep 19 I
Comedy
10.4k
100
20:58
Savage Episode 79
Comedy
3.9k
100
1:03
Who can Sing the BEST?? #foryou #fyp #nova #funny #shorts
Comedy
10.7k
100
0:18
Chaos breaks out after phone theft💥#viral #funnyvideo #funny #comedy #foryou
Comedy
3.1k
6
2:28
Broke men and Anger issues 🤣 #fyp #shorts #date #funny y
Comedy
5.5k
100
0:45
Don’t Point That At Me!
Comedy
0
100
28:18
BEAUTY AND THE BEAST 💥 EPI 9 💥 OPOKU. JENNY. GRUMA. BERNICE AND MIKE J
Comedy
929
35
0:50
She Doesn't Like The Name 😭
Comedy
62.3k
100
You've reached the end
Arikuti mai ava vakuziva kuna Baba vemwana siya like
Those who agree with me that this type yaana amai is mai Mike WhatsApp group.... let's gather here
Type yanamai vakadai vakaita makunakuna grp mai Mike
T1 wakubata basa manjee kwete dzebonde dziya
Anoti Mai Ava vakuziva baba vemwana ngavasiye lk
Government must enact a law which compel parents to tell their children where they belong
Why am l smelling Mike saga again 😢
Ndomatangiro akaita nyaya yaMike kuzosvika tazowona kuti Makunakuna Steven na Diana
Muka hwinha apa mkoma Tich Kach ummmm ndinga fara chose nekuti this is the hardest program
Lets hope havana kuita mwana nehanzvadzi yavo samai vamai mike
Ana mai Mike vakawanda munyika umu
Mai vanozivaa ava hu stubborn chetee
😂😂😂😂Haaa mai ma1 vanoda kurohwa avo vanohwisa hasha
Haa type idzi iiiiii vanoroya chaiko plus raive hure guru
Mama ava havana muromo nxaaaa ngavaudze mwana kuna baba vake
Vanoti Mai ava vakaromba nemwana ndosaka vasingade kumuudza baba vake siyai like
Amai ava ibenzi chairo, Mai Mike part 2. Vanotoziva kuna baba vake asi havangoda kumuudza
Varove 2 bad nonsense yamai . Akuna Mai vasingazive baba vemwana😢😢😢
Uyu mwana nachipo vakafanana
Shame it hurts 😢😢vasiri mutsoka dzemusikana wont understand it